MP3 DOWNLOAD: Gemma Griffiths – Ndichatarisa [+ Lyrics] | CeeNaija

MP3 DOWNLOAD: Gemma Griffiths - Ndichatarisa [+ Lyrics] | CeeNaija

[ad_1]

Download Ndichatarisa Mp3 by Gemma Griffiths

Here’s a song performed by the prolific music artiste and talented singer “Gemma Griffiths“. This song is titled “Ndichatarisa”, as it was released alongside its video. You’ll enjoy as you listen.

Download Audio Mp3, Stream, Share, and stay graced

DOWNLOAD HERE

Lyrics: Ndichatarisa by Gemma Griffiths

When I’m afraid (Ndinotya)
When I doubt myself thinking I might stray (Pandinofungidzira kuti ndarasika)
There’s only one place I look where I’m known by name (Ndinotarisa nzvimbo imwe chete yandinozikanwa nezita)
I’ll walk by faith when I’m afraid
(Ndinofamba nekuvimba pandinototya)
Ivai neni pandofamba (Be with me along the way)
Nezvese zvandoita (And in all I do)

Ivai maziso angu
Ndione ishe
(Be my eyes
So I can see)
Ivai wanzira yangu
Ndifambe nemi
(Be my way
So I can walk with you)
Nezvese zvandoita
Bvisai zvakaipa
(In all I do
Remove all evil)
Mutoro worema
Ndinzwei
(This burden is)

Ndichatarisa kwamuri mwari
(I will look to you God)
Kana hupenyu hwangu worema
(When life is heavy)
Ndichatarisa
(I will look to you)
Oh Mwari Wangu
Mwari Wangu (Oh My God, My God)

Ooohhh
Oooohhhh
Ndichatarisa
(I Will look to you)
Oh Mwari Wangu
(Oh my God)

No i can’t walk alone
(Handikwanise kufamba ndoga)
can’t do it all on my own
(Handikwanise kuzviita ndoga)
I need a guide
With enough light to see the path I’m on
(Ndinoda mubatsiri
Ndivhenekereiwo ndione pandinofamba)
I’m only human (Ndingori munhu)
And I’ve gone through it (Ndapfura pakaoma)
My shoulders heavy with the burdens
Can I do this? (Mafudzi angu akaremerwa
Ndinozvikwanisa here?)
Ivai maziso angu
Ndione ishe
(Be my eyes
So I can see)

Ivai wanzira yangu
Ndifambe nemi
(Be my way
So I can walk with you)
Nezvese zvandoita
Bvisai zvakaipa
(In all I do
Remove all evil)
Mutoro worema
Ndinzwei
(This burden is)

Ndichatarisa kwamuri mwari
(I will look to you God)
Kana hupenyu hwangu worema
(When life is heavy)
ndichatarisa
(I will look to you)
Oh Mwari Wangu
Mwari Wangu (Oh My God, My God)

Ooohhh
Oooohhhh
Ndichatarisa
(I will look to you)
Oh Mwari Wangu
(Oh my God)

Ndichatarisa kwamuri mwari
(I will look to you God)
Kana hupenyu hwangu worema
(When life is heavy)
ndichatarisa
(I will look to you)
Oh Mwari Wangu
Mwari Wangu (Oh My God, My God)

Ooohhh
Oooohhhh
Ndichatarisa
(I will look to you)
Oh Mwari Wangu
(Oh my God)

[ad_2]

Be the first to comment

Leave a Reply

Your email address will not be published.


*